Mapfumi Ndiani

Mupfumi ndiyani ndiyani
Ndiyani ndiyani

Mupfumi ndiyani
Anemari ne anehutando ndiyani
Ndiyani

Mupfumi ndiyani
Anemari ne anehutando ndiyani
Ndiyani

Ungava nemariwa akateya hupfumi
Nemisungo inopate mhuka dzenyama
Pasina hutando urimurombo
Mupfumi ndiyani ko
Anemari ne anehutando
Ndiyani ndiyani

Ungava nematura anofashukira zwindarama
Nema tanga anofanganya zwipfuyo
Pasina hutando urimurombo
Mupfumi ndiyani ko
Anemari ne anehutando
Ndiyani ndiyani ndiyani

Inganu karunganu
Kwava mari kugirosa rangu
Ko iro bazi rangu rekwa gutu razara here
Pitigu hunzi ndishandure

Mupfumi ndiyani ko
Anemari ne anehutando
Ndiyani ndiyani

Ungava nematura anofashukira
Nema tanga anofanganya zwipfuyo
Pasina hutando urimurombo
Mupfumi ndiyani ko
Anemari ne anehutando
Ndiyani ndiyani

Chengetedza hutano chengetedza
Chengetedza hutano chengetedza
Chengetedza hutano chengetedza
Chengetedza hutano chengetedza

Chengetedza hutano chengetedza
Chengetedza hutano chengetedza

Curiosidades sobre la música Mapfumi Ndiani del Oliver Mtukudzi

¿Cuándo fue lanzada la canción “Mapfumi Ndiani” por Oliver Mtukudzi?
La canción Mapfumi Ndiani fue lanzada en 2010, en el álbum “Svovi Yangu”.

Músicas más populares de Oliver Mtukudzi

Otros artistas de Traditional music