Mai Varamba

Ayiwa ba
Ayiwa ba
Ayiwa ba

Mai varamba ava mai varamba
(ayiwa ba)
Mai varamba ava mai varamba varamba
(aiyiwa ba)
Mai varamba ava mai varamba varamba mai
Varamba mai
(aiyiwa ba)

Hanzi otozairira semombe
Chachigondoro chozitungira
(aiyiwa ba)
Otozairira semombe
Chachigondoro chozitungira
(ayiwa ba)
Otozairira semombe
Chachigondoro chozitungira iwe
(aiyiwa ba)

Ayiwa ba
Ayiwa ba
Ayiwa ba

Momuyemedza mwana momyemedza kudai
Mai varamba
(ayiwa ba)
Momuyemedza mwana momyemedza Boy
Mai varamba ava
(ayiwa ba)
Momuyemedza mwana momyemedza Boy
Mai varamba ava
(ayiwa ba)

Hanzii otozairira semombe
Chachigondoro chozitungira
(ayiwa ba)
Otozairira semombe
Chachigondoro chozitungira iwe
(aiyiwa ba)
Otozairira semombe
Chachigondoro chozitungira iwe
(ayiwa ba)

(ayiwa ba)
(ayiwa ba)
(ayiwa ba)

Rudo rudzi ko kuyemedza mwana komana
(ayiwa ba)
Rudo rudzi ko kuyemedza mwana komana
(ayiwa ba)

Ndozwiziva ndiye yega mnwana komana
Pamusha pano mai varamba ava
(aiyiwa ba)
Ndozwiziva ndiye yega mnwana komana
Pamusha uno mai varamba ava
(aiyiwa ba)
Kuzwiziva kuti ndiye yega mnwana komana shua
Mai baramba ava
(aiyiwa ba)

Hanzi otozairira semombe
Chachigondoro chozitungira
(aiyiwa ba)
Otozairira semombe
Chachigondoro chozitungira
(ayiwa ba)
Otozairira semombe
Chachigondoro chozitungira iwe
(aiyiwa ba)

Aiwa ba
Aiwa ba

Mai varamba ava mai varamba varamba mai
(aiwa ba)
Mai varamba ava mai varamba varamba ka
Mai varamba ava
(aiwa ba)

Hanzi otozairira semombe
Chachigondoro chozitungira
(aiyiwa ba)
Otozairira semombe
Chachigondoro chozitungira
(ayiwa ba)
Otozairira semombe
Chachigondoro chozitungira iwe
(aiyiwa ba)

Otozairira semombe
Chachigondoro chozitungira
(ayiwa ba)
Otozairira semombe
Chachigondoro chozitungira iwe
(aiyiwa ba)
Otozairira semombe
Chachigondoro chozitungira
(aiyiwa ba

Curiosidades sobre la música Mai Varamba del Oliver Mtukudzi

¿En qué álbumes fue lanzada la canción “Mai Varamba” por Oliver Mtukudzi?
Oliver Mtukudzi lanzó la canción en los álbumes “Tuku Music - Zimbabwe” en 1999 y “Tuku Music” en 1999.

Músicas más populares de Oliver Mtukudzi

Otros artistas de Traditional music