Kunze Kwadoka

Nai mwana wanga uripi unani
Nai mwana wanga unani uripi
Nai mwana wanga uripi unani
Nai mwana wanga unani uripi

Perekedza mwana aha
Zuva ravira (kundze kwadoka)
Perekedza mwana perekedza mwana iwe
Zuva ravira (kundze kwadoka)
Perekedza mwana sikana perekedza sheri iyo
Zuva ravira (kundze kwadoka)

Nai mwana wanga uripi unani
Nai mwana wanga unani uripi
Nai mwana wanga uripi unani
Nai mwana wanga unani uripi

Perekedza mwana perekedza mwana iwe
Zuva ravira (kundze kwadoka)
Perekedza mwana sikana perekedza baby iro
Zuva ravira (kundze kwadoka)

Mai vanoti mwana wangu wanga uripi ko
Zuva ravira (kundze kwadoka)
Mai vanoti mwana wangu wanga unani ko
Zuva ravira (kundze kwadoka)

Perekedza mwana perekedza mwana iwe
Zuva ravira (kundze kwadoka)
Perekedza mwana sikana perekedza mwana uyu
Zuva ravira (kundze kwadoka)

Curiosidades sobre la música Kunze Kwadoka del Oliver Mtukudzi

¿En qué álbumes fue lanzada la canción “Kunze Kwadoka” por Oliver Mtukudzi?
Oliver Mtukudzi lanzó la canción en los álbumes “Greatest Hits: The Tuku Years” en 2010 y “Paivepo” en 2010.

Músicas más populares de Oliver Mtukudzi

Otros artistas de Traditional music