Tichidanana (Pagomba Riddim)
Taka tombotanga tichidanana rudo rwuchinaka tichi dyanana
Tai sheyana tichi panana handinakumbo gaya tichasiyana
Vanhu vaitiona tichi onana vaingoti "ava vakabatana"
Asi manje taka zongosiyana zvinhu kutosvika pakutukana
Kwese taienda tese hapana kwandaienda ndega
Zvese taiita tese hapana zvandaiita ndega
Ndaive murudo ndichidanana ndega
Akandisiya murudondichidanana ndega
Taka tombotanga tichidanana rudo rwuchinaka tichi dyanana
Tai sheyana tichi panana handinakumbo gaya tichasiyana
Vanhu vaitiona tichi onana vaingoti "ava vakabatana"
Asi manje taka zongosiyana zvinhu kutosvika pakutukana
Ndakamuratidza kune vanhu ndichiti "iri ndiro bhebhi rangu"
Ndanga ndisina kumboziva kuti acha breaker moyo wangu
Ndakatombo zama kumuda asi moyo wakaramba kumuda
Akatombo zama kundida asi zvake zvakaramba kubuda
Taka tombotanga tichidanana rudo rwuchinaka tichi dyanana
Tai sheyana tichi panana handinakumbo gaya tichasiyana
Vanhu vaitiona tichi onana vaingoti "ava vakabatana"
Asi manje taka zongosiyana zvinhu kutosvika pakutukana
Wakandisiya ndega murudo saka zviya zvaive zvekunyepa
wakandikwidza ndege yemapepa wakandipinza bhora nemudheya
zvinhu zvako hazvina kana feyah ko sei usina kana keyah ?
ndiri re-free murudo!ndazozviona kuti uri player