Slogan

Biggie Mukaro, Washington Tachi

Biggaz
Ya ya ya ya ya ya ya ya (Hende)
Biggie ...
Biggie Mukaro...

Hobo ma bhebhi Ndiyo slogani
Kutamba ngoma biggie ndiyo slogani
Nemanonya akasimba hulk hogan
Haundibate ndaka slacker ndine focus
Hobo ma bhebhi Ndiyo slogani
Kutamba ngoma biggie ndiyo slogani
Nemanonya akasimba hulk hogan
Haundibate ndaka slacker ndine focus

Mababe manyama pasina braai stand
Hapana akusara ingori ngapinde
Ku zimbabwe to uk mangoma ngapiswe
Zai raikawora munhu wese ngaipinde (ehee!)
..
Jambisa mafans zvine focus (ehee)
Ndini big stepper iwe carpet (ehee)
Ndapindira pastage ndiri savage (ehee)
Vodzidza kwandiri ndiri collegi

Hobo ma bhebhi Ndiyo slogani
Kutamba ngoma biggie ndiyo slogani
Nemanonya akasimba hulk hogan
Haundibate ndaka slacker ndine focus
Hobo ma bhebhi Ndiyo slogani
Kutamba ngoma biggie ndiyo slogani
Nemanonya akasimba hulk hogan
Haundibate ndaka slacker ndine focus

Ndikati one two shots hapana kana judge zvangu ndakabata kot
Washaa bika beat - Mafans ati heat
Vese Vanojamba biggie ndimi yangu family
Ndiri kudiwa muma corner nana emily
Nemangoma ndatozara yese kantiri
Kublawayo varikuti biggie pambili
Kublawayo varikuti Biggie pambili

Ndikati one two shots hapana kana judge zvangu ndakabata kot
Washaa bika beat - Mafans ati heat
Vese Vanojamba Biggie ndimi yangu family
Ndiri kudiwa muma corner nana emily
Nemangoma ndatozara yese kantiri
..
Passport vakadhinda maybe first class ndiri clean semaninja
Mutoriro handibate ndorova ngoma
Handitangike ndine support yepambare
Chitungwiza vane love sepa vhale
Pamadhiri ekurira haundivhare
Ndajambisa vanhu mukilabhu musavhare

Hobo ma bhebhi Ndiyo slogani
Kutamba ngoma biggie ndiyo slogani
Nemanonya akasimba hulk hogan
Haundibate ndaka slacker ndine focus
Hobo ma bhebhi Ndiyo slogani
Kutamba ngoma biggie ndiyo slogani
Nemanonya akasimba hulk hogan
Haundibate ndaka slacker ndine focus

Músicas más populares de B-One

Otros artistas de Pop rock